07 March 2022 By Muchaneta Chimuka Masangano anorwidza kodzero dzevana orumbidza Hurumende nematanho airi kutora ekuona kuti vana vawaniswa magwaro ekuzvarwa kuburikidza nenzira iri nyore, Sezvo zvikwata zvekwa Mudzviti zvichafamba kumativi mana enyika vachitoresa magwaro ekuzvarwa kwevana ,zvitupa nemamwe akasiyana siyana. Zvikuru panguva ino yekurwisa kupararira kechirwere che Covid-19. Sezvo mumbiro remutemo richikurudzira kuti mwana […]
Chirongwa Chekutoresa Magwaro Chorumbidzwa Read More »