07 March 2022

By Muchaneta Chimuka

Masangano anorwidza kodzero dzevana orumbidza Hurumende nematanho airi kutora ekuona kuti vana vawaniswa magwaro ekuzvarwa kuburikidza nenzira iri nyore, Sezvo zvikwata zvekwa Mudzviti zvichafamba kumativi mana enyika vachitoresa magwaro ekuzvarwa kwevana ,zvitupa nemamwe akasiyana siyana.  Zvikuru panguva ino yekurwisa kupararira kechirwere che Covid-19.  Sezvo mumbiro remutemo richikurudzira kuti mwana wese anofanirwa kuva nemagwaro ekuzvarwa.

Chirongwa chekutoresa magwaro chorumbidzwa

Leave a Comment

Your email address will not be published. Required fields are marked *